Vafarisi

Wallace Chirumiko

To di world again
Bazooker
YardBoi
Jah know

Ngoma ndarecorder, ndamixer, ndamaster
Hanzi havachada mademo
But, haisi danger ndiri Gafa rinoteedzera mutemo
Tora mapicture Bobo
Zvirikuitika ihobho
Dai Mwanakomana aripo
Mvura mukutidira yachinjwa kuitwa wine
Zvimoko zvonwira, mangoma orira, zvobva zvatanga kuita whine
Nekuti pano-

Tiri Vafarisi
Chedu kufara
Tiri Vafarisi
Musatiridzira mabara
Nekuti party inoyi
Igap rehappy
Party inoyi
Izhet rekubvisa stress

Tinawo mashots nemabomber
Asi edu todiluta neSoda
Ariko macoats haikona kunyara kana uchida zvekufara pinza bvoda
Kumwa zvato-afforda
Vanhu vachijamba ngoma kunge border
Vamwe vofarisa, vavekufaisa vakavhara chiso kunge Zobha
Ndiyani iyeye?
Hapana amuziva
Tichamubata paSocial Media
Ndaorder tank remakoovha
Pauya kapick up ndinenge ndarigiwa
Vabereki vave kumusha vasiya amai vasponser party
Ndaita kanzatu-kanzatu, ndandonza party

(Oooh heya yeah)
Hatimiswe happy
(No no no heya yeah)
Taona takuti one chibhodhoro
Two zvibhodhoro
Three zvibho-
Four zvibhodhoro
Five zvibhodhoro
Six zvibho-
Tiri Vafarisi
Chedu kufara
Tiri Vafarisi
Musatiridzira mabara
Oskid party inoyi
Igap rehappy
Party inoyi
Izhet rekubvisa stress

Kufara kwacho hakuvanzike
Tikatanga panze topedzera indoor
Ndadonha hwahwa haupunzike, tipei putty nyangwe pasina window
Pana paparty kubva masikati, hapana slogan
Foreign paparazzi mamwe maparty haana door mhani
Hona hutsi harisi tear gas
MaBuyerman asina fear nhasi
Ndaona zvimoko zveKelaz
Zvitore picture updater status
Kuprezha kubasa tiri ma workers
Bobo azviramba hatidi mahaters
Panoda vemudanda chete
Ndopatombokurukura family matters
Vabereki vave kumusha vasiya amai vasponser party
Ndaita kanzatu-kanzatu, ndandonza party

(Oooh heya yeah)
Hatimiswe happy
(No no no heya yeah)
Taona takuti one chibhodhoro
Two zvibhodhoro
Three zvibho-
Four zvibhodhoro
Five zvibhodhoro
Six zvibho-
Tiri Vafarisi
Chedu kufara
Tiri Vafarisi
Musatiridzira mabara
(Igap rehappy)
(Party inoyi)
(Izhet rekubvisa stress)

Curiosidades sobre a música Vafarisi de Winky D

Quando a música “Vafarisi” foi lançada por Winky D?
A música Vafarisi foi lançada em 2023, no álbum “Eureka Eureka”.
De quem é a composição da música “Vafarisi” de Winky D?
A música “Vafarisi” de Winky D foi composta por Wallace Chirumiko.

Músicas mais populares de Winky D

Outros artistas de