Rufu

Rufu ndimadzongo edzea
Anuwuya tisingafungire mambo
Tisingafungire mambo
Ndimadzongo edzea chete baba

(rufu ndimadzongo edzea)
Pane vaka yananda
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)
(rufu ndimadzongo edzea)
Pane vaka yananda
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)

Watora mai apo ndisekuru
Vana vanochema
Mhuri yongo kunyaira
Vanochemei ko ava
Ndimadzongo edzea chete baba

(rufu ndimadzongo edzea)
Pane vaka yananda
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)
Vanodanana (rufu ndimadzongo edzea)
Pane vaka yananda
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)

Apo vanouya kutora tuzukuru
Apo vanouya hakuna anoyindura
Vakuru navatuku vanochema
Ndimadzongo edzea chete baba

(rufu ndimadzongo edzea)
Avai nai avai
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)
(rufu ndimadzongo edzea)
Pave vanodanana
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)

Watora mai apo ndisekuru
Vana vanochema
Mhuri yongo kunyaira
Vanochemei ko ava
Ndimadzongo edzea chete baba

(rufu ndimadzongo edzea)
Madzongo edzea dzongo edzea
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)
Vanodanana ava (rufu ndimadzongo edzea)
Baba vanodanana ava
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)

(rufu ndimadzongo edzea)
Madzongo edzea vanodanana ava baba
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)
(rufu ndimadzongo edzea)
Amai kana yo amai
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)

Rufu ndimadzongo edzea
Anuwuya tisingafungire mambo
Tisingafungire mambo
Ndimadzongo edzea chete baba

(rufu ndimadzongo edzea)
Madzongo edzea dzongo edzea
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)
Vanodanana (rufu ndimadzongo edzea)
Madzongo edzea dzongo edzea
(rufu ndimadzongo edzea)
(pano vanodana)

Vanodanana baba (rufu ndimadzongo edzea)
Vanodanana (rufu ndimadzongo edzea)
Madzongo edzea (pano vanodana)

Curiosidades sobre a música Rufu de Oliver Mtukudzi

Quando a música “Rufu” foi lançada por Oliver Mtukudzi?
A música Rufu foi lançada em 2010, no álbum “Dairai”.

Músicas mais populares de Oliver Mtukudzi

Outros artistas de Traditional music