Changu Chii
Changu chii ko
Changu chii ko nai mwari
Changu chii ko
Chitema here kuva murume
Changu chi ko
Chitadzo here kuva muhnurume
Changu chi ko
Chinowuya chinowona imi
Nai baba we changu chii ko
Chinowuya chinowona imi
Nai baba we changu chii ko
Rushambwa here kuve munhu rume
Changu chii ko
Chitadzo here kuva muhnurume
Changu chi ko
Changu chii ko nai mwari
Changu chii ko
Zwaminama zwinowona imi nai baba we
Changu chii ko
Mbereko yashaika vanonanga imi
Changu chii ko